Whatsapp Chat expose that Mwonzora & Mutodi are working together to destroy MDC Alliance

Check the numbers using ecocash you will notice that, .....461 is Mwonzora and .....710 is Mutodi

Douglas Mwonzora

[5/17, 11:52]+263732456675: Mangwanani. Mamukasei.

[5/17, 11:52] +263732456675: Tipei kuti hurongwa hwamira papi.

[5/17, 11:53] +263732456675: Vakomana ve MDC, tipei tinzwe kuti mavapapi.

[5/17, 11:57] +263774148461: Mangwanani.
Tava ne date re congress.
Asi tiri kuita Ma challenges kunyanya on raising the Congress delegates acho. We had an online meeting but vazhinji havana kukwanisa kuipinda because of network and other challenges.

[5/17, 11:58] +263774148461: Saka from the perspective of organizing for congress, we are making little progress pama numbers especially of the original congress delegates.

[5/17, 12:00] +263776363204: Plan yedu iya yekupa vanhu mari is not working much. Zichida pakuda kuti tiwedzere mari yatiri kuita offer.

[5/17, 12:03] +263776363204: We had banked also on Kerenyi Kore kuti abvume mari and revive relationship yake na Mai Khupe. But she is resisting. So maybe if we can increase the offer and try again. We can also target Bulawayo ine Ma disgruntled people vakawanda plus Mai Khupe vaiva ne control ikoko. Kuti tikabata Bulawayo, Harare, Manicaland. Tikawedzera ma payouts

[5/17, 12:07] +263732456675: Ok, Saka panyaya ye Congress tikawana zvinhu zvakaita sema stand zvinogona kubatsira here kuti mu divide vanhu. Toti veku lands vakupei land. Zvakare kuti ma Councilor amwe auye tikati Ministry ye local government imutse nyaya dzavo dzekuba. Zvinogona kubatsira here

[5/17, 12:09] +263732456675: Kunze Kwa Kerenyi Kore, umwe arikuramba kutora mari ndiani. Zvakare ko mukomana uya we News akatadza here. Ndebele. Arikutadza kugadzira nyaya zvakanaka here kuti amanikidze mai ava.

[5/17, 12:15] +263774148461: Kuma Mp tanga tatifambei kunyanya ve PR ne Senate High court inogona kutibatsira neku ramba application yaitwa nana Hwende. That will allow us to recall 5 more that way vanobva vauya vese

[5/17, 12:19] +263783184710: Ok saka parikudiwa more money. Then panodiwa ma congress delegates

[5/17, 12:33] +263776363204: Tirikuita imwe problem also yekuti Team Chamisa iri very violent. Saka vanhu vedu varikutya kuita ma meeting and engagements in public. Saka kana tikawana vakomana vaya vatibatsirewo ipapo.

Post published in: Featured

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *