
Hamungomeri kunge howa. Even MDC was going to do the same, endai kuMazowe kucrush there is plenty of land kwete kutorerawo munhu akatengawo arikufirirawo. – Macmalvern Kudiwapfava
Yaaaah ndozvinoorora mapenzi. – Mposwa Nester
When all is well you say viva RGM when things fall apart you say you didnt vote well ,we are starving coz of you .let the police do their job. – Stanelas Dube
Hahha too late !!!!! you play with the devil expect him to come and kill u after he is done with you. – AllBlack CougarWhiskers
Inonzi Zanu chiwororo chematununu. – Edson Chirapuse
Munenharo sterek, kana tichikuudzai kuti siyanai ne Zanu munoita kunge ndeyekumba kwenyu. KuZanu munongoshandiswa chete. – Rogamo Mutsva
Post published in: Analysis

