News in Shona

War credentials don't feed us - villagers
Matakadya kare haavaraidzi
GWAMA - "Hatina basa nezvekuti VaMugabe vakaenda kuhondo. Chatinongoda chete kupinda muzvitoro tichiona munezvinhu zvekutengera mhuri dzedu," ndizvo zvaitaurwa nevanhu vakauya kurhari yeMDC kuno neMugovera.
Izvi zvavaitaura zvainyatsoburitsa kufunga kwevanhu muZimbabwe mavakanangana nesarudzo yemutungamiri wenyika nevamiririri vavo mudare reparamende gore rinouya
Bato ririkutonga rinoda kuti vanhu varambe v

Post published in: News

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *