Text yr tips

Hoogstraten victimised

MaZanu muri kuda kutsara murungu uyo Van Hoogstraten cash yake. Chero dai ndirini ndanga ndisingayende neforex yose iyo kuRBZ kune marates akadhakwa.

MIKE, SALISBURY

MDC hoodwinked

MDC makavharwa neZanu mukabvuma Constitution Amendment 18, amendments to POSA, AIPPA. Chamakawana imi chii? Zero.

MAI CHIPIWA

Bad faith

The violent disruption of the MDC freedom march last week makes nonsense of amendments to POSA agreed between Zanu and MDC. Mugabe has always been negotiating in bad faith.

JOSHUA, UZ

Campaign gimmick

Mai Mujuru ko magesti epaChigango achabatidzwa rini? Ndee campaign kanhi? Manje tangwarawo makore-kore.

MT DARWIN NORTH

Dedicated cadre

I would like to pass my condolences to MDC national executive member Gertrude Mthombeni. Rest In Peace. You were a dedicated cadre indeed.

HINJA

Brain teaser

What about a brain teaser in our newspaper?

ADDICTED

Prices skyrocket

Gono mari yawakaprinta yavakukonzeresa kuti zvinhu zvese zvikwire. Saka chawakagona chii?

ROSIE, MASVINGO

Useless spin

Saka George Charamba unofunga kuti takapusa here isu? Unoti Tsvangirai haana kusungwa iwo mapurisa akamutora kumba kwake rushambazhou. Ndiko kuinvaitwa kumapurisa here ikoko according to you?

KWETE

Increase copies

Please increase number of copies. The newspaper is inadequate.

MM

Don’t be fooled

Zimbabweans don’t be fooled by Simba Makoni and Solomon Mujuru. Why a political party now? Where were they when Mugabe endorsed himself?

ANONYMOUS

Zanu terrified

Zanu yakachinja mind ikacanceller freedom march vawona mazakwatira emasupporters eMDC anga arikuHighfields ahead of the march.

MOYO, GLENVIEW

Double standards

Saka Zanu inobvumirwa kuita million man march? Asi MDC haibvumidzwi kuita freedom march? Classical example of glaring double standards by police.

MUCK

Govt broke

I am a wife of a Zimbabwean diplomat. We haven’t been paid for 6 months now. Asi vaMugabe vanotora USD100000 yekunodya kuhoriday kuMalaysia naamai isu tichikwangwaya kuno.

ANONYMOUS

Winds of change

Nothing can stop the winds of change now blowing through Zimbabwe. Chinja maitiro.

MDC CHITUNGWIZA

MDC slogan

“Mugabe mudenga,” “uyo”, “Ndati Mugabe mudenga”, “uyo”, “Gire mudenga”, “uyo”, “Zanu mudenga”, “iyo”, “roverai pasi”, “bwa, ngondo-ngondo, shoes.”

GUQULA

Beer unaffordable

Beer radhura boys dzangu. 7 mita quart? Mupeta wava kuponda priz. Zvakanakawo here izvi? Hazvina kumbonaka mufunge.

GUZZLER

Gono slammed

Saka iwewe Gono waiti nation of drunkards, nation of drunkards kuita sei? Tarisa uone wakakonzeresa manje pahwahwa. 13 mita quart mutown. Iwewe hazviku affecti nokuti uri mufundisi ka?

WHY, WHY?

Opposition wannabe

If Simba Makoni was a true opposition candidate to Mugabe, angadai akasungwa, achigarotukwa panhepfenyuro, akadashurwa nemapurisa, saka haasi.

ANONYMOUS

Zanu (PF) useless

Daughters, sons of Zimbabwe, we have suffered enough. Its now time to stand for the truth to save our lives. Hakuna chinhu chakanaka chamunga vimbiswa neZanu.

ANONYMOUS

One-person-one-copy

Some are buying The Zimbabwean newspaper in bulk and reselling it at 1 million. So I suggest one copy per person please.

WAKAZ

Gidi wrong

Nyengeterai Gidi is wrong to attack Mutambara on participating in 2008 elections because even Tsvangirai is participating.

CHIEF BERE, HARARE

Expand coverage

Please fight hard in making wide coverage of your paper to areas like Mt Darwin and Rushinga. Awaken people.

MARSHAL MUNETSI

Post published in: Opinions

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *