Taurai zvimwe kwete zveDeMbare, imhosva here kutora championship two consecutive years? -Zata, Kwekwe.
Monos tinozvirovera tega, muDeMbare akakwana, -Felex Share, Harare.
Usanyeperwe Gracey, DeMbare inotora chete league veshanje vagonyara. -Cliff Songz, Warren Park.
Guys guys (DeMbare) don't lose hope, just do your part and give your best. Teach Monos how to play football. -Anonymous.
MaDeMbare league ndeyedu, lets cheer the true blue home and away. Well done Reuben for that wonderful goal. -Nyasha, Mutare.
Gire isu maDeMbare tinoda kukuzivisai kuti hatisi kupaMonomotapa Championship. -K.Manyonde.
I want Clive Mwale back to DeMbare next season. -Onias Manongwa.
KepeKepe the relegation material, DeMbare ndizvo. -Talkmore Machisani, Gweru.
Monos kure, Yogie award ndeyako, basa takariona iguru. -Zinyama T, Masvingo.
Post published in: Football


DeMbare, DeBoys, DeWinners tiripo futi paTop padzo dzose gore rino. -Donald Gwatida.