Whatsapp comment

My profound and deepest sorrow following the sudden death of South Africa Supersport Tv analyst, Isaac ‘Shakes’ Kungwane. A fearless, frankly speaking and man of jokes. A distinguished analyst par excellence. R.I.P ‘Shakes’-Lovemore Kashawo, Harare

Ko President wedu watanzwa kuti warwara vari seyi? Mwari ngawatichengetere Sve vedu-D, Around Zimbabwe

VaMugabe vari kutungamirira nyika vachirwara. Kovakasiira nyika isu vechidiki zvakaipeyi? Mugabe akura hongu, ko MDC yacho zvayakunetsana pachayo isu waranda todiyi manje?

Tendai Biti akurasika kunge mombe yarasa mhuru-S, South Africa

If you are against the oppressor why be against those against the oppressor? The party we all want to remove from power is the ruling Zanu (PF). We all have to unite as a unified force that would even be composed of church organisations. Tsvangirai should identify perpetrators of the split in MDC-T and take a mature and informed decision about it-L.S Makhosonke, Zimbabwe

Ko vaMugabe ne Zimbabwe yose chirudziyi chamuri kuti butitsira pama vhiti vhiti medu nemuma pepa nhau? Shuwa ana Muzembi ndo ‘Carnival’ yacho here iyoyo? Baba zviri kuitika imi makango nyarara semusoro wego. Ana Mafichan Twin vakafamba vane nhembe mukavasunga. Ko izvi ndezvipi zve vasikana veku Brazil. Ndosaka zvinhu zhiri kukuomerayi muchinzi murikutadza kutonga. Chokwadi mwari vakatsamwa nekuita kwenyu. Tayiziva muchidzidzisa. This is Zimbabwe not Brazil-Mambo, Mbare, Zimbabwe.

Pamberi ne Zanu (PF). Rambayi makashinga. Itayi yeminda moramba makashinga. Imi shingirirayi mugadzire nyika Zimbabwe ndeyedu. Ndiri pa Joni ndinoda kuyita member ye Zanu (PF).

Post published in: News

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *