Soon we will. find out who is…the real revolutionaries…coz I don’t want my people to be tricked…by mercenaries…Bob Marley was a prophet for sure. – Sean Amers
Dont blame my president, blame yourselves you dont have the skill. – Stanelas Dube
Why complain…. you got what you fought for. – Glenn Smith
Yaa muri mabhobhojani shandiswai kusvika maziva. – Edson Chirapuse
Ndokutopenga kwavakutoita zvamakadya zvakakwana manyanyokosheiko? chasara kuda kuda imba yaGushungo. – Matimba Beauty
Heee tiri ma war vets!!!ibvai apa handiti makapiwa mari kare zvakaenderana nekurwira nyika kwamakaita. Isu taida kuirwirawo Zimbabwe but its unfortunate kuti takazvarwa 1987. tseki wenyu!!!! – Yeukai Katsvete
Aiwa musasiya Zanu yenyu. Rambai muchiti pamberi zvakadaro. Even mungarara nenzara itai pamberi chete. – Hardy Mhlanga
Makoshei ibvai apa tisiyei zvedu yamakadya kare mari yakakwana, u cnt keep hldn th nation at ransom cz muri ma war vet, we appreciate wat u dd bt hatingakuregererei muchida kuuraya nyika. – Baba Kunashe Chihota
Chasara kuda kugara kustate hse. – Tawanda Mkwecheni
Useless war veterans. Zanu does not win elections,they manufacture results,you wasted your time campaigning. zanu is a group of greedy,careless,cruel,violent,cheating murderous pepole. – Numerous Mashv Manduku Chabata
Wonder tho if they had got plots for campaigning in 2013.What will they want in exchange for same service in 2018? – @MariaZest1
Post published in: Analysis
DOH! :-) Good – nice to hear some greedy people realise that they got cheated by some other greedy people.