MATTERS OF THE HEART: Do you think this lucky wife will end up dis-respecting her husband?

Macase erudzi irworwo aripo, vanhu varikutaura zvavakaona zvichiitika, neniwo ndakazviona zvichiitika, asi rega hako kutya nokuti chawaita IWE chinhu chakakosha.

Gain Sibanda
Gain Sibanda

Mudzimai wako akatadza kuzviona, kuti, waita zvakanaka, ndiyewo nekufunga kwake, iwe usatye zvinozoitika mangwana, vimba naye nguva dzose zvisinei nezvinotaurwa kana zvinozoitika, zvagara, mugwagwa maaccident haaperi asi hazvitadzisi vanhu kufamba nemotokari. Izvi wakazviita nerudo rwako kwaari, pedzisa narwo sekutanga kwawakaita. – Edmore Makanda

Let Love Lead……kutaura-taura hakuperi, godo neshanje zvizere matiri. Rudo nekuvimbana ngazvive pakati pavo vanotaura vanyare. – Tafadzwa Dzapasi

Zvinongoenderana nehunhu hwemunhu,shamwari dzako hadzivake imharadzi – Vivian Chikwat

Kutawura akuperi…. Well done bro – Misenga Bindu

The probability of your wife changing is 50 on 100! Bt yu made yo decision just be positive. – Crimson Royal Ishemupenyu Mhenyu

Zvinoita my husband made that same decision some years ago and nothing changed – Tsitsi Karinda

Yu are such a splendid and marvelous guy….wakumberi sehighlanders – Enock Musarurwa

Zvawakaita zvakanaka ukateerera zvinotaura vanhu haufi wakaenda mberi neuupenyu nokuti vanhu hatifariri chakanaka nguva dzose – Sarah Manwa

U have done the right thing.educating a woman, u educate ur whole nation and the world. De husband wl surely benefit, or his children and all his descendants up to third and fourth generations. Its Biblical for one man to die (sacrifise) in order to bring salvation to ur household. U are highly blessed loving husband. – Agness H Chinyanga

Bro if u love ur wife she loves you don't ever listen to pple because they knew you are above them God bless wht ever you touch or think by ur mind let it come to pass in Jesus Mighty Name. – Rebecca Musungwa

Well done! You are a loving husband. – Octavia Matsika

When social and economic status of a woman changes, my friend u'll be in trouble. – Gain Sibanda

You have done the right thing, people cheat and disrepect their partners even if they are uneducated -Henry Gumede

Post published in: News

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *