Yes l definitely agree 100%. – Joel Mutasa
Taurai zvenyu asi hapana anoteerera. Vamwe vane 2 days vari pamusangano. Hanzi naPC torai macard emusangano matsva 2 u s$ anoshanda 1 kutora mari kubank 2 kuenda kundovhotera president weMozambique. 3Mobvisa 27$ kuwana zvitambi zvekuchaira motor. Bva zvitamba zviya zvawa nemusana kuno asi tsaona mumigwagwa tichanzva nadzo. Ndakamboti ko madii kupa vanhu ava mari sokutenda kuvhota kwavakaita zvikanzi aya maprojects. Handisi kuwanza, anoda ngaandibate azvionere. Chinoshamisa panenge pakazara nevanhu ivo vakuru vacho vanenge vasingabvi pafone. Inongova ehe saka matii! Varombo vanenzara ye zvese nehutungamiriri hwe chokwadi.Vanhu imi vhurai maziso kana dai rikava 1 rand chairo. Tinosvika here nhai? – Moyo Bhowasi