
Icho mugabe chekuMAlawi ngachichidzokera chakadya diamond revana veZIMBabwe chichadei? Manyasa twune nharo. – Austern Raisi
Pese apa maivepi? kuda tunhu! ivo baba vacho vaidii kumutsvaga wen Grace wacho. – Blessing Tembo
Kuda zvinhu. – Anderson Hunduza
Vaivepi ko dai akaita mbavha maizvitaura here? :D. – Edina Nyamandi
Majaira kuchengeterwa vana ho Grace ndiye wamavakuda chete kovamwe varikumaraini ana mucheka dzafa. – Lynette Matope
Absolutely, she must contact her father. – Joel Mutasa
Grace go and c yo real father period. – Lindah Jenneth Mutunduwe
Yambiro kune vanozviti maninja. Especially ma30yrs and below who take pride in messing up young women. Age finally catches up with you. When he deserted them aizviidza muchinda. Asi nhasi ndezvipi? Chimwana chakasemewa nhasi ndi Zim 1. Chirere chigokurerawo! – Francisco Mbenje
Hapana nyaya apa. Chibambo ichi ngachisiyane na 1st Lady. – Francisco Mbenje
Zvirikureva chii saka ipapa mutisvode makura imi. – Amos Shoko
Kkkkkkk wairasa baba ndeaakachengeta kuita baba vezita siyai ari kwaakachengetwa. – Rick Mkozho
Iyi hatina kana basa nayo. – Sylvester Magomera
Post published in: News

