Manyepo mashanu avaChinamasa kuBBC
VaPatrick Chinamasa munyepi mukuru anorarama. Pavaipindura mibvunzo yemutapi wenhau weBBC, Andrew Harding, vakataura mashoko akati kuti maererano netarisiro yekuti vaMorgan Tsvangirai vangangotonga Zimbabwe, zvose zvisina maturo....







