News in Shona 02-10-2006
caption: Hupfu hounza rufaro
(Food crisis looms)
Vanhu vakatarisana nenzara
HARARE - Vanhu vanodarika 700,000 vakakumbira rubatsiro rwechikafu mumwedzi waOctober uye zvakaonekwa kuti vamwe vakawanda vachapindawo mumutsetse wemukomondera. ...














