Musadya zvipfuyo zvakafa zvega
Vanhu havafaniri kudya nyama yezvipfuyo zvinenge zvafa nezvirwere zvavasingazivi, mutevedzeri wemukuru mubazi rinoona nezvekuchengetedzwa kwakanaka kwezvipfuyo munyika ari mubazi rinoona nezvekurima akadaro....






