Kuparara kwezvipatara zvekuBinga kwokonzera ndufu zhinji
Madzimai mazhinji akazvitakura emunharaunda yeBinga ari kusangana nematambudziko mukubatsirwa nechikonzero chekuti vari kufamba mitunhu yakareba kuenda kuzvipatara kunowana rubatsiro....






