Vanhu voendesa mapurisa kumatare
Makumi nemakumi evanhu vakaendesa mapurisa kumatare edzimhosva nekuda kwekurohwa, kusungwa zvisiri pamutemo uyekurohwa vakasungwa. Vanotaura vakamirira magweta anorwira konzero dzevanhu vaKumbirai Mafunda vakati nyaya zhinji dziri...







