Vechidiki voshandura zvakaipa kuve zvakanaka
Vana vechikoro vechidiki vaviri vanobva kwaRusike, Tafadzwa Munemo naPanashe Katito vauya nezano rekuvandudza hupenyu hwavo vachiwana mari nekuunganidza mazai anenge araswa nevanopfuya huku vachiachengeta kuti achochonye....







