Mhuri yoshandisa chimbuzi seimba yekugara
Muporofita wemapipi, Peter Moyo ari kugara muchimbuzi chave nemakore chisingashandiswe pamugodhi weSheckleton,kuChinhoyi, pamwe chete nemhuri yake nechikonzero chekuti vanhu vemudunhu make havasi kuda kumupa imba yekugara...







