ZIMBABWE YANHASI (in Shona) (30-11-06)
Zvizvarwa zveZimbabwe zviri kurarama nekutya uye kusaziva kuti ramangwana rakamira sei. Vanhu vanosangana nerusarura rwakasiyana-siyana uye havagoni kuwana raramo. Kutambudzika kuri kuramba kuchiwanda, mabasa arikushaikwa, zvikamu...













