Britain yoyambira vashanyi mberi kwekuvhota
Britain, kuburikidza nebazi rayo rinoona nezvenyika dzekunze neresangano remubatanidzwa weCommonwealth raburitsa mashoko ekuyambira vashanyi sezvo kuchifungidzirwa kuti pangangove nekurwisana mune zvematongerwo enyika apo nyika ichange ichivhota...






