Kubatana kwobuda pamhemberero dzeBikita
Vatungamiriri veMDC- T vakaratidza hunyanzvi hwekuregerera vakavatadzira kunzvimbo inovigwa magamba kuBikita apo vakakwanisa kusanganisa mapato akasiyana- siyana ezvematongerwo enyika kuzopemberera zuva rekucherechedza vanoona nezvekuchengetedzwa kwerunyararo munyika....







